Holy Communion

Vakasununguka kuita Holy Communion kumba please do and follow the instructions andichaisa muzuva ranhasi ndapedza ku explainer
*vasina kusununguka* musaita henyu ‼️
Vamwe vanenge voti eeee handingamboiti kumba ndoda ku church ndoda chidyo cheku church zvoitawo here kuita ndega kumba ‼️
You are not being forced
For someone like me this is the norm kuita wega kumba uye ku church. From the age of 9 ndandaku gonawo kuita ndega kumba even amai vangu vasipo … ndozvandakango dzidziswa na amai vangu at a young age nhasi ndave kukudzidzisai ‼️
Yes from a young age ndaiita ndega. Ndasvika ku boarding school mai vanenge vakatopa ma instruction hobho … mwaya salt udzinge mweya yetsvina   ehe hauzivi kuti mubhedha uyu waka rarirwa nani pamwe wakararirwa neane Mweya yehungochani iwe wongo hakira nokuti wararapo
So dzinga mweya iyi *normal salt from the house vaitapudza mukagaba ke salt ndopuwa katsapo kana wasvika kuchikoro womwaya* pa bed ma cupboards
Ndomwaya ndichiti moto wedenga ngaupise chese chisiri cha Jesu ‼️
Mai votizve *usakanganwa Holy Communion yako every Friday* pavano uya kuzondiona ku visit ndo muvhunzo wekutanga *uri kuita here Holy Communion* ⁉️
So *to me* hazvindi shamisi kuita Holy Communion ndega kumba asi umwe anotoda kuti iitwe ku church namufundisi oti handingambo iti chidyo ndega kumba pasina Pastor iiiii hazvina mhosva mudikani musanyanyisa kusunungikana *just use ma prayer points e blood of Jesus musina kuita Holy Communion*

Leave a Reply

Your email address will not be published.